Joshua 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kubvira kurenje negomo reRebhanoni iri kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi, iyo nyika yose yevaHiti,+ kusvikira kuGungwa Guru nechokumavirazuva ichava nharaunda yenyu.+
4 Kubvira kurenje negomo reRebhanoni iri kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi, iyo nyika yose yevaHiti,+ kusvikira kuGungwa Guru nechokumavirazuva ichava nharaunda yenyu.+