Genesisi 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+ Eksodho 23:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Ndichaisa muganhu wako kubvira kuGungwa Dzvuku kusvikira kugungwa revaFiristiya uye kubvira kurenje kusvikira kuRwizi;+ nokuti ndichaisa vagari vomunyika yacho muruoko rwako uye chokwadi uchavadzinga pamberi pako.+ Numeri 34:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “‘Rutivi rwenyu rwokumaodzanyemba ruchava kubvira kurenje reZini kurutivi rweEdhomu,+ uye muganhu wenyu wokumaodzanyemba uchava kubvira kunogumira Gungwa roMunyu+ nechokumabvazuva. Dheuteronomi 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Dzokai muende kunzvimbo ine makomo yevaAmori+ nokuvavakidzani vavo vose vari muArabha,+ nzvimbo ine makomo+ neShefera neNegebhu+ nemhenderekedzo yegungwa,+ nyika yevaKenani,+ neRebhanoni,+ kusvikira kurwizi rukuru, irwo rwizi rwaYufratesi.+ Joshua 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Wakapfuurira kuAzmoni,+ ukabuda uchienda kumupata une rukova weIjipiti;+ uye muganhu wacho wakagumira kugungwa. Uyu wakava muganhu wavo wokumaodzanyemba.
18 Pazuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwizi rwaYufratesi:+
31 “Ndichaisa muganhu wako kubvira kuGungwa Dzvuku kusvikira kugungwa revaFiristiya uye kubvira kurenje kusvikira kuRwizi;+ nokuti ndichaisa vagari vomunyika yacho muruoko rwako uye chokwadi uchavadzinga pamberi pako.+
3 “‘Rutivi rwenyu rwokumaodzanyemba ruchava kubvira kurenje reZini kurutivi rweEdhomu,+ uye muganhu wenyu wokumaodzanyemba uchava kubvira kunogumira Gungwa roMunyu+ nechokumabvazuva.
7 Dzokai muende kunzvimbo ine makomo yevaAmori+ nokuvavakidzani vavo vose vari muArabha,+ nzvimbo ine makomo+ neShefera neNegebhu+ nemhenderekedzo yegungwa,+ nyika yevaKenani,+ neRebhanoni,+ kusvikira kurwizi rukuru, irwo rwizi rwaYufratesi.+
4 Wakapfuurira kuAzmoni,+ ukabuda uchienda kumupata une rukova weIjipiti;+ uye muganhu wacho wakagumira kugungwa. Uyu wakava muganhu wavo wokumaodzanyemba.