15 Kutanga, Jehovha paanopa hama dzenyu zororo kufanana nemi uye naivowo vaita kuti nyika yavari kupiwa naJehovha Mwari wenyu ive yavo,+ mudzokerewo kunyika yenyu muite kuti ive yenyu,+ iya yamakapiwa naMosesi mushumiri waJehovha mhiri kuno kwaJodhani nechokumabvazuva.’”+