Vatongi 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vakabva kuna Efremu mubani,+Vainewe, haiwa iwe Bhenjamini, pakati pemarudzi ako.Vatungamiriri vakaburuka vachibva kuna Makiri,+Vaya vaishandisa zvokushandisa zvomunyori+ vachibva kuna Zebhuruni.
14 Vakabva kuna Efremu mubani,+Vainewe, haiwa iwe Bhenjamini, pakati pemarudzi ako.Vatungamiriri vakaburuka vachibva kuna Makiri,+Vaya vaishandisa zvokushandisa zvomunyori+ vachibva kuna Zebhuruni.