Vatongi 15:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino akava nenyota kwazvo, akatanga kuchema kuna Jehovha akati: “Ndimi makapa ruponeso urwu rukuru muruoko rwomushumiri wenyu,+ zvino ndofa nenyota uye ndowira muruoko rwevanhu vasina kudzingiswa here?”+
18 Zvino akava nenyota kwazvo, akatanga kuchema kuna Jehovha akati: “Ndimi makapa ruponeso urwu rukuru muruoko rwomushumiri wenyu,+ zvino ndofa nenyota uye ndowira muruoko rwevanhu vasina kudzingiswa here?”+