Rute 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino Bhoazi akati kwaari panguva yokudya: “Swedera kuno, udye chimwe chingwa,+ useve chimedu chako muvhiniga.” Naizvozvo akagara pasi pedyo nevakohwi, uye iye aimugamuchidza zviyo zvakakangwa+ iye odya, zvokuti akaguta akatosara nezvimwe.
14 Zvino Bhoazi akati kwaari panguva yokudya: “Swedera kuno, udye chimwe chingwa,+ useve chimedu chako muvhiniga.” Naizvozvo akagara pasi pedyo nevakohwi, uye iye aimugamuchidza zviyo zvakakangwa+ iye odya, zvokuti akaguta akatosara nezvimwe.