Pisarema 112:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Akapa norupo rukuru; akapa varombo.+צ [Tsa·dhehʹ]Kururama kwake kunogara nokusingaperi.+ק [Qohph]Nyanga yake ichakwidziridzwa nokukudzwa.+ Zvirevo 22:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Munhu ane ziso rine mutsa achakomborerwa, nokuti anopa akaderera zvokudya zvake.+ Isaya 58:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Hakusi kukamurira ane nzara zvokudya zvako,+ uye kuti upinze vanhu vanotambudzika, vasina misha muimba yako here?+ Kuti, kana ukaona munhu asina kupfeka, umupfekedze,+ uye kuti urege kuvanda hama dzako here?+ Ezekieri 18:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 uye kana iye aisaitira chero munhu upi zvake utsinye;+ aidzorera chokumbofanobata chaakatora nokuda kwechikwereti;+ aisatora chinhu nougororo;+ aipa zvokudya zvake kumunhu ane nzara+ uye aifukidza munhu asina kupfeka nenguo;+
9 Akapa norupo rukuru; akapa varombo.+צ [Tsa·dhehʹ]Kururama kwake kunogara nokusingaperi.+ק [Qohph]Nyanga yake ichakwidziridzwa nokukudzwa.+
7 Hakusi kukamurira ane nzara zvokudya zvako,+ uye kuti upinze vanhu vanotambudzika, vasina misha muimba yako here?+ Kuti, kana ukaona munhu asina kupfeka, umupfekedze,+ uye kuti urege kuvanda hama dzako here?+
7 uye kana iye aisaitira chero munhu upi zvake utsinye;+ aidzorera chokumbofanobata chaakatora nokuda kwechikwereti;+ aisatora chinhu nougororo;+ aipa zvokudya zvake kumunhu ane nzara+ uye aifukidza munhu asina kupfeka nenguo;+