Revhitiko 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Mupristi anofanira kuita kuti zvipfungaire paatari sezvokudya, chinopiwa chinopiswa nomoto chokunhuhwirira kwakanaka. Mafuta ose ndeaJehovha.+ Revhitiko 7:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti munhu anodya mafuta emhuka yaanouya nayo kuti ive chinopiwa chinopisirwa Jehovha nomoto, iwo mweya unoadya unofanira kuparadzwa+ pakati pevanhu vawo. Revhitiko 7:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Mupristi anofanira kuita kuti mafuta acho apfungaire+ pamusoro peatari, asi chityu chinofanira kuva chaAroni nevanakomana vake.+
16 Mupristi anofanira kuita kuti zvipfungaire paatari sezvokudya, chinopiwa chinopiswa nomoto chokunhuhwirira kwakanaka. Mafuta ose ndeaJehovha.+
25 Nokuti munhu anodya mafuta emhuka yaanouya nayo kuti ive chinopiwa chinopisirwa Jehovha nomoto, iwo mweya unoadya unofanira kuparadzwa+ pakati pevanhu vawo.
31 Mupristi anofanira kuita kuti mafuta acho apfungaire+ pamusoro peatari, asi chityu chinofanira kuva chaAroni nevanakomana vake.+