1 Samueri 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mudzimu+ waJehovha uchashanda pauri, uye uchataura somuprofita+ pamwe navo wochinjwa kuva mumwe munhu.
6 Mudzimu+ waJehovha uchashanda pauri, uye uchataura somuprofita+ pamwe navo wochinjwa kuva mumwe munhu.