1 Samueri 12:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi kana mukaita zvakaipa kwazvo, muchaparadzwa,+ imi namambo wenyu.”+