1 Samueri 15:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Uyewo, Changamire waIsraeri+ haazonyengeri,+ uye Iye haazozvidembi, nokuti Iye haasi munhu wepanyika kuti azvidembe.”+
29 Uyewo, Changamire waIsraeri+ haazonyengeri,+ uye Iye haazozvidembi, nokuti Iye haasi munhu wepanyika kuti azvidembe.”+