1 Makoronike 29:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ norunako+ nouchangamire+ nokukudzwa+ ndezvenyu; nokuti zvinhu zvose zviri kumatenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndohwenyu,+ Imi muri kuzviisawo pamusoro kuti muve mukuru wezvose.+ Jobho 37:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Kubwinya kwakaita sokwendarama kunobva kuchamhembe.Kukudzwa+ kwaMwari kunotyisa. Isaya 43:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti ndini Jehovha Mwari wako, Mutsvene waIsraeri Muponesi+ wako. Ndakaita kuti Ijipiti ive rudzikinuro nokuda kwako,+ Itiopiya+ neSebha panzvimbo yako. Isaya 44:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri,+ Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto, ‘Ndini wokutanga nowokupedzisira,+ kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+
11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ norunako+ nouchangamire+ nokukudzwa+ ndezvenyu; nokuti zvinhu zvose zviri kumatenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndohwenyu,+ Imi muri kuzviisawo pamusoro kuti muve mukuru wezvose.+
3 Nokuti ndini Jehovha Mwari wako, Mutsvene waIsraeri Muponesi+ wako. Ndakaita kuti Ijipiti ive rudzikinuro nokuda kwako,+ Itiopiya+ neSebha panzvimbo yako.
6 “Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri,+ Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto, ‘Ndini wokutanga nowokupedzisira,+ kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+