25 Varume vaIsraeri vakatanga kuti: “Maona murume uyo ari kuuya here? Ari kuuya kuzoshora+ vaIsraeri. Zvino murume anomuuraya, mambo achamupfumisa nepfuma yakawanda, uye achamupa mwanasikana wake,+ uye achasunungura imba yababa vake pakati paIsraeri.”+