1 Samueri 25:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Murume wacho ainzi Nabhari,+ uye mudzimai wake ainzi Abhigairi.+ Mudzimai wacho akanga akangwara+ uye aine chimiro chakanaka, asi murume wacho akanga aine hasha uye akaipa pamabasa ake;+ uye aiva muKarebhi.+ 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:3 Tevedzera, pp. 76-77 Nharireyomurindi,7/1/2009, p. 18
3 Murume wacho ainzi Nabhari,+ uye mudzimai wake ainzi Abhigairi.+ Mudzimai wacho akanga akangwara+ uye aine chimiro chakanaka, asi murume wacho akanga aine hasha uye akaipa pamabasa ake;+ uye aiva muKarebhi.+