1 Samueri 25:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino ndanzwa kuti une vaveuri. Takanga tiine vafudzi vako.+ Hatina kuvanetsa,+ uye hapana kana chavo chakashayikwa mazuva ose avakanga vari kuKameri. 1 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:7 Tevedzera, p. 78 Nharireyomurindi,7/1/2009, p. 19
7 Zvino ndanzwa kuti une vaveuri. Takanga tiine vafudzi vako.+ Hatina kuvanetsa,+ uye hapana kana chavo chakashayikwa mazuva ose avakanga vari kuKameri.