35 Gare gare vanhu vose vakauya kuti vape Dhavhidhi zvokudya+ zvokumunyaradza richiri zuva iroro, asi Dhavhidhi akapika achiti: “Mwari ngaandiitire saizvozvo+ uye ngaawedzere pazviri, kana ndikaravira zvokudya kana chero chinhu chipi zuva risati ravira!”+