2 Samueri 15:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zadhoki+ akasvikawo nevaRevhi+ vose vakanga vakatakura+ areka+ yesungano yaMwari wechokwadi; uye vakagadzika areka yaMwari wechokwadi pasi pedyo naAbhiyatari+ kusvikira vanhu vose vapedza kuyambuka vachibva muguta.
24 Zadhoki+ akasvikawo nevaRevhi+ vose vakanga vakatakura+ areka+ yesungano yaMwari wechokwadi; uye vakagadzika areka yaMwari wechokwadi pasi pedyo naAbhiyatari+ kusvikira vanhu vose vapedza kuyambuka vachibva muguta.