26 Zvino mambo akati kumupristi Abhiyatari:+ “Enda kuAnatoti+ kumaruwa ako! Nokuti unofanira kufa;+ asi handizokuurayi nhasi, nokuti wakatakura areka yaChangamire Ishe Jehovha+ pamberi pababa vangu Dhavhidhi,+ uye nokuti wakatambudzika munguva yose yakatambudzika baba vangu.”+