1 Madzimambo 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Imba yomukatikati yaiva yakareba makubhiti makumi maviri, yakafara makubhiti makumi maviri,+ yakakwirira makubhiti makumi maviri; uye akaifukidza nendarama chaiyo,+ uye akafukidza atari+ nemapuranga omusidhari.
20 Imba yomukatikati yaiva yakareba makubhiti makumi maviri, yakafara makubhiti makumi maviri,+ yakakwirira makubhiti makumi maviri; uye akaifukidza nendarama chaiyo,+ uye akafukidza atari+ nemapuranga omusidhari.