RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 6
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

1 Madzimambo 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:14, 51
  • +2Mak 3:2
  • +1Mad 6:37
  • +Nu 1:1
  • +1Mak 28:12; 29:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    7/2012, p. 25

    “Rugwaro Rwose,” p. 47

1 Madzimambo 6:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:47
  • +2Mak 3:3
  • +Ezr 6:3

1 Madzimambo 6:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:11; 2Mak 3:4

1 Madzimambo 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 40:16; 41:26

1 Madzimambo 6:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 16:2; 2Mak 4:20; 5:7; VaH 9:3
  • +1Mad 6:10; Eze 41:5, 26

1 Madzimambo 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 41:7
  • +Eze 41:6

1 Madzimambo 6:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:17; 1Pe 2:5
  • +VaE 2:21; 1Pe 2:5

1 Madzimambo 6:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 41:11

1 Madzimambo 6:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:38
  • +1Mad 5:6; 6:20; 2Mak 2:8

1 Madzimambo 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:5
  • +Eze 41:6

1 Madzimambo 6:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 17:12
  • +Pis 11:4; Zvi 15:3

1 Madzimambo 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 6:2; 10:13; 17:19
  • +Dhe 11:1
  • +1Sa 12:14; 1Mad 8:25; 1Mak 28:9
  • +2Sa 7:13; 1Mak 22:9

1 Madzimambo 6:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 25:8; Re 26:12; Pis 132:13; 2VaK 6:16; Zva 21:3
  • +1Sa 12:22; 1Mak 28:20; VaH 13:5

1 Madzimambo 6:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 7:47

1 Madzimambo 6:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 5:8; 2Mak 3:5

1 Madzimambo 6:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 9:3
  • +1Mad 6:5; 2Mak 3:8

1 Madzimambo 6:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 9:2
  • +1Mad 6:5

1 Madzimambo 6:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:24
  • +Eks 25:33; 1Mad 7:26, 49

1 Madzimambo 6:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:5; VaH 9:3
  • +Eks 40:21; 1Mad 8:6; 2Mak 5:7
  • +Eks 24:7; Dhe 4:13; 9:9; 1Mad 8:9

1 Madzimambo 6:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 6:16
  • +2Mak 3:8
  • +Eks 30:1; 1Mad 7:48

1 Madzimambo 6:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 26:29
  • +2Mak 3:7
  • +1Mad 7:17
  • +Eks 26:33

1 Madzimambo 6:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 3:7
  • +Eks 40:5
  • +Eks 30:3

1 Madzimambo 6:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:24; 2Mad 19:15; 2Mak 3:10; Pis 99:1
  • +2Mak 5:8

1 Madzimambo 6:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 3:11

1 Madzimambo 6:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 80:1; Isa 37:16; VaH 9:5
  • +2Mak 3:12; 5:8

1 Madzimambo 6:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 3:10

1 Madzimambo 6:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 19:15; 2Mak 3:14
  • +Eze 40:16; 41:18
  • +Eks 25:33; 1Mad 6:18; 7:26

1 Madzimambo 6:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 21:21

1 Madzimambo 6:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 10:9; 14:6
  • +1Mad 6:23

1 Madzimambo 6:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 6:5; 1Mad 6:15
  • +Eze 41:24

1 Madzimambo 6:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 41:25

1 Madzimambo 6:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 27:9; 2Mak 4:9; 7:7
  • +1Mad 7:12; 2Mad 11:15

1 Madzimambo 6:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:6
  • +1Mad 6:1; 2Mak 3:2

1 Madzimambo 6:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 40:2; Ezr 6:14
  • +1Mak 28:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), pp. 1950, 2052

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Madz. 6:1Eks 12:14, 51
1 Madz. 6:12Mak 3:2
1 Madz. 6:11Mad 6:37
1 Madz. 6:1Nu 1:1
1 Madz. 6:11Mak 28:12; 29:19
1 Madz. 6:2Mab 7:47
1 Madz. 6:22Mak 3:3
1 Madz. 6:2Ezr 6:3
1 Madz. 6:31Mak 28:11; 2Mak 3:4
1 Madz. 6:4Eze 40:16; 41:26
1 Madz. 6:5Re 16:2; 2Mak 4:20; 5:7; VaH 9:3
1 Madz. 6:51Mad 6:10; Eze 41:5, 26
1 Madz. 6:6Eze 41:7
1 Madz. 6:6Eze 41:6
1 Madz. 6:71Mad 5:17; 1Pe 2:5
1 Madz. 6:7VaE 2:21; 1Pe 2:5
1 Madz. 6:8Eze 41:11
1 Madz. 6:91Mad 6:38
1 Madz. 6:91Mad 5:6; 6:20; 2Mak 2:8
1 Madz. 6:101Mad 6:5
1 Madz. 6:10Eze 41:6
1 Madz. 6:111Mak 17:12
1 Madz. 6:11Pis 11:4; Zvi 15:3
1 Madz. 6:12Dhe 6:2; 10:13; 17:19
1 Madz. 6:12Dhe 11:1
1 Madz. 6:121Sa 12:14; 1Mad 8:25; 1Mak 28:9
1 Madz. 6:122Sa 7:13; 1Mak 22:9
1 Madz. 6:13Eks 25:8; Re 26:12; Pis 132:13; 2VaK 6:16; Zva 21:3
1 Madz. 6:131Sa 12:22; 1Mak 28:20; VaH 13:5
1 Madz. 6:14Mab 7:47
1 Madz. 6:151Mad 5:8; 2Mak 3:5
1 Madz. 6:16VaH 9:3
1 Madz. 6:161Mad 6:5; 2Mak 3:8
1 Madz. 6:17VaH 9:2
1 Madz. 6:171Mad 6:5
1 Madz. 6:181Mad 7:24
1 Madz. 6:18Eks 25:33; 1Mad 7:26, 49
1 Madz. 6:191Mad 6:5; VaH 9:3
1 Madz. 6:19Eks 40:21; 1Mad 8:6; 2Mak 5:7
1 Madz. 6:19Eks 24:7; Dhe 4:13; 9:9; 1Mad 8:9
1 Madz. 6:201Mad 6:16
1 Madz. 6:202Mak 3:8
1 Madz. 6:20Eks 30:1; 1Mad 7:48
1 Madz. 6:21Eks 26:29
1 Madz. 6:212Mak 3:7
1 Madz. 6:211Mad 7:17
1 Madz. 6:21Eks 26:33
1 Madz. 6:222Mak 3:7
1 Madz. 6:22Eks 40:5
1 Madz. 6:22Eks 30:3
1 Madz. 6:23Ge 3:24; 2Mad 19:15; 2Mak 3:10; Pis 99:1
1 Madz. 6:232Mak 5:8
1 Madz. 6:242Mak 3:11
1 Madz. 6:27Pis 80:1; Isa 37:16; VaH 9:5
1 Madz. 6:272Mak 3:12; 5:8
1 Madz. 6:282Mak 3:10
1 Madz. 6:292Mad 19:15; 2Mak 3:14
1 Madz. 6:29Eze 40:16; 41:18
1 Madz. 6:29Eks 25:33; 1Mad 6:18; 7:26
1 Madz. 6:30Zva 21:21
1 Madz. 6:31Joh 10:9; 14:6
1 Madz. 6:311Mad 6:23
1 Madz. 6:342Sa 6:5; 1Mad 6:15
1 Madz. 6:34Eze 41:24
1 Madz. 6:35Eze 41:25
1 Madz. 6:36Eks 27:9; 2Mak 4:9; 7:7
1 Madz. 6:361Mad 7:12; 2Mad 11:15
1 Madz. 6:371Pe 2:6
1 Madz. 6:371Mad 6:1; 2Mak 3:2
1 Madz. 6:38Eks 40:2; Ezr 6:14
1 Madz. 6:381Mak 28:11, 12
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
1 Madzimambo 6:1-38

1 Madzimambo

6 Zvino mugore remazana mana nemakumi masere vanakomana vaIsraeri vabuda munyika yeIjipiti,+ mugore rechina,+ mumwedzi waZivhi,+ kureva mwedzi wechipiri,+ Soromoni ava mambo waIsraeri, akavakira Jehovha imba.+ 2 Imba yakavakirwa Jehovha naMambo Soromoni+ yaiva yakareba makubhiti makumi matanhatu,+ yakafara makumi maviri, uye yakakwirira makubhiti makumi matatu.+ 3 Vharanda+ raiva nechepamberi petemberi yeimba yacho raiva rakareba makubhiti makumi maviri, riri pamberi porutivi rwakafara rweimba yacho. Rakanga rakadzika makubhiti gumi, riri pamberi peimba yacho.

4 Akagadzirira imba yacho mahwindo aiva nemafuremu aienda achiita maduku.+ 5 Akavakawo imwe imba yeparutivi pamadziro eimba yacho, yaipoterera, akaivakira pamadziro eimba yacho kupoterera temberi yacho uye imba yomukatikati,+ akavaka dzimwe dzimba dzeparutivi+ dzaipoterera. 6 Imba yeparutivi youriri hwepasi yaiva yakafara makubhiti mashanu, uye yepakati yaiva yakafara makubhiti matanhatu, uye yechitatu yaiva yakafara makubhiti manomwe; nokuti akavaka achisiya mokuti matanda agare+ paimba yacho kupoterera nechokunze, kuti parege kuva nechinopinzwa mumadziro eimba.+

7 Zvino imba yacho payaivakwa, yaivakwa nematombo akacherwa,+ akatopera kugadzirwa; uye sando nematemo nezvokushandisa chero zvipi zvazvo zvesimbi, hazvina kunzwikwa muimba+ yacho payaivakwa. 8 Suo+ reimba yeparutivi youriri hwepasi, raiva kurutivi rwokurudyi rweimba yacho, uye vaikwira kune yechipiri nematanho aimonereka uye kubva pane yechipiri kuenda kune yechitatu. 9 Uyezve, akaramba achivaka imba yacho kuti aipedze,+ akafukidza mumba macho nematanda nemitsara yemapuranga omusidhari.+ 10 Akavakawo dzimba dzeparutivi+ paimba yacho yose dzakanga dzakakwirira makubhiti mashanu, uye dzakanga dzakabatirira paimba yacho nematanda+ emisidhari.

11 Munguva iyi, shoko raJehovha rakasvika kuna Soromoni,+ richiti:+ 12 “Kana iri imba iyi yauri kuvaka, kana uchizofamba mumirau yangu+ woita zvandakatonga,+ wochengeta mirayiro yangu yose nokufamba mairi,+ ndichaitawo shoko rangu kwauri randakaudza baba vako Dhavhidhi;+ 13 ndichagara pakati pevanakomana vaIsraeri,+ uye handizosiyi vanhu vangu vaIsraeri.”+

14 Soromoni akaramba achivaka imba yacho kuti aipedze.+ 15 Akavaka madziro omukati meimba yacho nemapuranga omusidhari. Kubvira pauriri hweimba yacho kusvikira pamatanda esirin’i akaifukidza nemapuranga mukati; uye akafukidza uriri hweimba yacho nemapuranga omujunipa.+ 16 Akavakawo makubhiti makumi maviri kumativi eshure eimba yacho nemapuranga omusidhari, kubvira pauriri kusvikira kumatanda edenga, akaivakira Nzvimbo Tsvenetsvene+ muimba yomukatikati.+ 17 Imba yacho, iyo temberi+ yaiva mberi kwayo,+ yaiva makubhiti makumi mana. 18 Mapuranga omusidhari aiva paimba yacho nechomukati akanga aine mifananidzo yakaita zvokutemerwa yezvishongo zvakaita semapudzi+ nezviremba zvemaruva akatumbuka.+ Zvose zvaiva zvemapuranga omusidhari; hapana dombo raioneka.

19 Zvino akagadzira mukati meimba yomukatikati+ yaiva mukati meimba yacho, kuti aise areka+ yesungano+ yaJehovha imomo. 20 Imba yomukatikati yaiva yakareba makubhiti makumi maviri, yakafara makubhiti makumi maviri,+ yakakwirira makubhiti makumi maviri; uye akaifukidza nendarama chaiyo,+ uye akafukidza atari+ nemapuranga omusidhari. 21 Soromoni akafukidza+ mukati meimba yacho nendarama chaiyo,+ akaita kuti cheni+ yendarama ipfuure nepamberi peimba yomukatikati,+ uye akaifukidza nendarama. 22 Akafukidza imba yacho yose nendarama,+ kusvikira imba yacho yose yapera; uye akafukidza atari+ yose yaiva nechokuimba yomukatikati nendarama.+

23 Uyezve, akagadzira makerubhi+ maviri muimba yomukatikati nematanda omuti wemafuta, rimwe nerimwe rakareba makubhiti gumi.+ 24 Bapiro rimwe chete rekerubhi raiva makubhiti mashanu, uye rimwe bapiro rekerubhi racho raiva makubhiti mashanu. Kubvira kwokupedzisira kwebapiro raro kusvikira kwokupedzisira kwerimwe bapiro+ raro, aiva makubhiti gumi. 25 Kerubhi rechipiri raiva makubhiti gumi. Makerubhi acho maviri aiva akakura zvakafanana uye ane chimiro chakafanana. 26 Kerubhi rimwe chete rakanga rakareba makubhiti gumi, uye ndizvo zvakanga zvakaita rimwe kerubhi racho. 27 Akabva aisa makerubhi acho muimba yomukati, vakatambanudza mapapiro emakerubhi acho.+ Nokudaro bapiro rerimwe raisvika kumadziro uye bapiro rerimwe racho raisvika kune mamwe madziro; uye mapapiro awo aiva nechepakati peimba yacho, mapapiro acho akagunzvana.+ 28 Akafukidzawo makerubhi acho nendarama.+

29 Akanyora mifananidzo yemakerubhi+ achiita zvokutemera, nemifananidzo yemichindwe+ nemifananidzo yemaruva akatumbuka+ pamadziro ose eimba yacho kumativi ose, mukati nokunze; 30 akafukidza uriri+ hweimba yacho nendarama, mukati nokunze. 31 Akagadzira suo reimba yomukatikati riine madhoo+ omuti wemafuta:+ mbiru dzomurutivi, magwatidziro uye chikamu chimwe chete pazvikamu zvishanu. 32 Madhoo acho maviri aiva omuti wemafuta, uye akanyora achiita zvokutemera paari mifananidzo yemakerubhi nemifananidzo yemichindwe nemaruva akatumbuka, akaafukidza nendarama; uye akarovera ndarama pamakerubhi acho nepamifananidzo yacho yemichindwe. 33 Ndiwo magadziriro aakaita suo retemberi, magwatidziro aiva omuti wemafuta, aine mativi mana akaenzana. 34 Madhoo acho maviri aiva omujunipa.+ Mapenga maviri edhoo racho aipeteka nepamahinji, uye mapenga maviri erimwe dhoo aipeteka nepamahinji.+ 35 Akanyora mifananidzo yemakerubhi achiita zvokutemera nemifananidzo yemichindwe nemaruva akatumbuka, akafukidza mifananidzo yacho nendarama nhetenhete.+

36 Akavaka chivanze chomukati+ nemitsara+ mitatu yematombo akavezwa uye mutsara wematanda omusidhari.

37 Nheyo+ dzeimba yaJehovha dzakavakwa mugore rechina, mumwedzi waZivhi;+ 38 uye mugore rechigumi nerimwe, mumwedzi waBhuri, iwo mwedzi wechisere, imba yacho yakapera,+ zvinhu zvayo zvose nepurani yayo yose;+ zvokuti akapedza makore manomwe achiivaka.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe