38 chero munyengetero upi zvawo,+ chero kukumbira kunzwirwa nyasha+ kupi zvako kungaitwa nomunhu chero upi zvake kana nevanhu venyu vose vaIsraeri,+ nokuti mumwe nomumwe anoziva dambudziko romwoyo wake,+ ivo vakatambanudzira zvanza zvavo kuimba ino,+