-
1 Madzimambo 18:25Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
25 Zvino Eriya akati kuvaprofita vaBhaari: “Sarudzai nzombe duku imwe chete, mutange kuigadzira, nokuti muri vazhinji; uye shevedzai zita ramwari wenyu, asi musaisa moto pairi.”
-