2 Madzimambo 23:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Jehoyakimu akapa Farao sirivha+ nendarama. Asi iye akaita kuti nyika ibvise mutero,+ kuti ape Farao sirivha sezvaakarayira. Akaripisa vanhu vomunyika yacho sirivha nendarama maererano nomutero womunhu mumwe nomumwe,+ kuti ape Farao Neko.
35 Jehoyakimu akapa Farao sirivha+ nendarama. Asi iye akaita kuti nyika ibvise mutero,+ kuti ape Farao sirivha sezvaakarayira. Akaripisa vanhu vomunyika yacho sirivha nendarama maererano nomutero womunhu mumwe nomumwe,+ kuti ape Farao Neko.