19 uye muguta akatora jinda rimwe chete rairayira varume vehondo, nevarume vashanu pane vaya vaibvumirwa kupinda maiva namambo vaiva muguta; nomunyori womukuru weuto, uya aiunganidza vanhu vomunyika yacho, nevarume makumi matanhatu pavanhu vomunyika yacho vaiva muguta;+