2 Madzimambo 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino Erisha munhu waMwari wechokwadi paakangonzwa kuti mambo waIsraeri akanga abvarura nguo dzake,+ akabva atumira shoko kuna mambo achiti: “Mabvarurirei nguo dzenyu? Ndapota, ngaauye kwandiri kuti azive kuti pakati paIsraeri pane muprofita.”+
8 Zvino Erisha munhu waMwari wechokwadi paakangonzwa kuti mambo waIsraeri akanga abvarura nguo dzake,+ akabva atumira shoko kuna mambo achiti: “Mabvarurirei nguo dzenyu? Ndapota, ngaauye kwandiri kuti azive kuti pakati paIsraeri pane muprofita.”+