2 Madzimambo 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino vashandi vake vakaswedera pedyo, vakataura naye, vakati: “Baba vangu,+ kudai muprofita anga akuudzai kuti muite chinhu chikuru, maisazochiita here? Zvino zvakadini zvaati kwamuri, ‘Geza, uchene’?”
13 Zvino vashandi vake vakaswedera pedyo, vakataura naye, vakati: “Baba vangu,+ kudai muprofita anga akuudzai kuti muite chinhu chikuru, maisazochiita here? Zvino zvakadini zvaati kwamuri, ‘Geza, uchene’?”