2 Madzimambo 11:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino vakuru vemazana+ vakaita maererano nezvose zvakanga zvarayirwa nomupristi Jehoyadha. Naizvozvo mumwe nomumwe akatora varume vake vaiuya pasabata,+ pamwe chete nevaya vaibuda pasabata, vakabva vapinda maiva nomupristi Jehoyadha.
9 Zvino vakuru vemazana+ vakaita maererano nezvose zvakanga zvarayirwa nomupristi Jehoyadha. Naizvozvo mumwe nomumwe akatora varume vake vaiuya pasabata,+ pamwe chete nevaya vaibuda pasabata, vakabva vapinda maiva nomupristi Jehoyadha.