1 Makoronike 15:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 akati kwavari: “Ndimi vakuru+ vemadzibaba evaRevhi. Zvitsvenesei,+ imi nehama dzenyu, muuye neareka yaJehovha Mwari waIsraeri kunzvimbo yandakaigadzirira.
12 akati kwavari: “Ndimi vakuru+ vemadzibaba evaRevhi. Zvitsvenesei,+ imi nehama dzenyu, muuye neareka yaJehovha Mwari waIsraeri kunzvimbo yandakaigadzirira.