1 Makoronike 16:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Haana kubvumira kuti chero munhu upi zvake avabiridzire,+Asi akatsiura madzimambo nokuda kwavo,+