-
2 Makoronike 6:33Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
33 teererai muri kumatenga, muri panzvimbo yenyu yamunogara isingachinji,+ muitire munhu wacho wokune imwe nyika maererano nezvose zvaanoshevedzera kwamuri;+ kuti marudzi ose enyika azive zita renyu,+ akutyei+ sezvinoitwa nevanhu venyu vaIsraeri, uye kuti azive kuti zita renyu rakashevedzwa paimba ino yandavaka.+
-