RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 6
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:12
  • +Eks 20:21; Dhe 4:11; Pis 97:2; VaH 12:18

2 Makoronike 6:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:13
  • +2Mak 2:4; Pis 132:14

2 Makoronike 6:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:55
  • +Ne 8:5

2 Makoronike 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 41:13; 145:10; Jak 3:9
  • +1Mak 17:12
  • +1Mad 8:15; Isa 55:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2005, p. 19

2 Makoronike 6:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:5
  • +1Mad 8:16

2 Makoronike 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 12:13; Pis 48:1
  • +2Sa 7:8; 1Mak 28:4

2 Makoronike 6:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:2; 1Mad 5:3

2 Makoronike 6:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:18; 2VaK 8:12

2 Makoronike 6:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:19
  • +2Sa 7:12; 1Mak 17:4

2 Makoronike 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 21:45; Ne 9:8
  • +1Mak 29:23
  • +1Mak 28:5; VaH 1:8
  • +1Mak 17:11
  • +1Mad 8:20

2 Makoronike 6:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 40:20; 1Mad 8:9; 2Mak 5:10
  • +1Mad 8:21

2 Makoronike 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:22
  • +Eks 9:33; Pis 28:2; 1Ti 2:8

2 Makoronike 6:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 8:4
  • +1Mad 6:36
  • +1Mad 8:54; Pis 95:6; Mab 20:36
  • +Ezr 9:5

2 Makoronike 6:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:10
  • +Eks 15:11; 1Sa 2:2; Pis 86:8; Mik 7:18
  • +1Mad 8:23
  • +Dhe 7:9; 2Mad 20:3; 2Mak 16:9; Ne 1:5

2 Makoronike 6:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:6; 6:12
  • +2Sa 7:12; 1Mak 22:10

2 Makoronike 6:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:24
  • +1Mad 6:12
  • +Pis 132:12
  • +Pis 26:3

2 Makoronike 6:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 24:10
  • +2Sa 7:25; Pis 119:49
  • +1Mad 8:26

2 Makoronike 6:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:27; Mab 7:48
  • +2Mak 2:6; Ne 9:6; Pis 148:13; Isa 40:12; Mab 17:24
  • +1Mad 8:27; Isa 66:1

2 Makoronike 6:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 6:33; Pis 65:2; Dha 9:18
  • +2Mak 33:13; Pis 6:9
  • +Pis 5:2
  • +1Mad 8:28

2 Makoronike 6:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 19:16; Pis 33:18; 34:15
  • +Dhe 26:2; 2Mak 6:9; Ne 1:9
  • +1Mad 8:29

2 Makoronike 6:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 5:1
  • +2Mak 7:12; Dha 6:10
  • +2Mad 19:20; 2Mak 30:27
  • +2Mak 7:14; Mik 7:18

2 Makoronike 6:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 2:25
  • +Ne 10:29
  • +1Mad 8:31

2 Makoronike 6:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 30:27; Pis 123:1
  • +1Mad 8:32
  • +Nu 5:27; 2Mad 9:26; Job 34:11; Zvi 1:31; Isa 3:11; VaG 6:7
  • +Dhe 25:1; Pis 33:5
  • +Isa 3:10; Eze 18:20

2 Makoronike 6:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:17; Dhe 28:25; Jos 7:8
  • +Jos 7:11; Vat 2:14
  • +Re 26:40; Ne 9:2
  • +Dha 9:19
  • +Ezr 9:5
  • +1Mad 8:33; Dha 9:3

2 Makoronike 6:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 57:15
  • +1Mad 8:34
  • +Pis 106:47
  • +Ge 13:15; Eks 6:8

2 Makoronike 6:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 5:17
  • +Eze 14:13
  • +1Mad 8:35
  • +Isa 9:13; Eze 18:30

2 Makoronike 6:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:11; 119:102; Isa 30:20; 54:13
  • +Isa 30:21; Jer 6:16; 42:3
  • +1Mad 18:1; Zek 10:1
  • +1Mad 8:36

2 Makoronike 6:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rut 1:1; 2Mad 6:25; 2Mak 20:9
  • +Re 26:16; Dhe 28:21
  • +Amo 4:9; Hag 2:17
  • +Dhe 28:22; Amo 4:9
  • +Dhe 28:38; Joe 1:4; 2:25
  • +Pis 78:46
  • +Re 26:25; 2Mak 12:2; 32:1
  • +1Mad 8:37
  • +Eze 14:21

2 Makoronike 6:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:6; Pis 91:15
  • +2Mak 33:13
  • +1Mad 8:38
  • +Zvi 14:10
  • +Dha 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2010, p. 11

    3/15/2008, pp. 12-13

    1/1/2004, p. 32

    4/15/1997, p. 4

2 Makoronike 6:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 33:14; Isa 63:15; Mt 23:22
  • +Pis 130:4
  • +Job 34:11; Pis 18:20; Zva 2:23
  • +1Mak 28:9; Jer 11:20
  • +1Sa 16:7; 1Mad 8:39; Jer 17:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2010, p. 11

    3/15/2008, pp. 12-13

    1/1/2004, p. 32

2 Makoronike 6:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 20:20
  • +Ge 12:7; Jos 1:2; 1Mad 8:40

2 Makoronike 6:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:48; Rut 1:16; Isa 56:3
  • +Nu 9:14; Jos 9:27; Isa 56:6; Joh 12:20; Mab 8:27
  • +Dhe 3:24; Jos 2:11
  • +1Mad 8:42
  • +Mab 2:10

2 Makoronike 6:33

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 30:27; Pis 11:4; 123:1; VaH 9:24
  • +1Mad 8:43
  • +Pis 22:27; 46:10
  • +Jer 10:7; Zva 14:7
  • +1Mad 8:43

2 Makoronike 6:34

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 20:1; 2Mak 14:11
  • +Nu 31:2; Jos 8:1; Vat 1:2; 1Sa 15:3
  • +2Mak 14:11; 20:6
  • +2Mak 3:2

2 Makoronike 6:35

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:4; Dha 9:17
  • +Isa 37:36

2 Makoronike 6:36

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:46
  • +Pis 130:3; Mup 7:20; VaR 3:23
  • +Re 26:34; Dha 9:7

2 Makoronike 6:37

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:47
  • +Re 26:40; Ne 1:6; Pis 106:6
  • +Dha 9:5
  • +Ezr 9:6; Zvi 28:13

2 Makoronike 6:38

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 30:2; 1Sa 7:3; Jer 29:13
  • +Dha 9:3
  • +2Mak 33:7; Dha 6:10
  • +1Mad 8:48

2 Makoronike 6:39

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 30:27; Pis 123:1; VaH 9:24
  • +1Mad 8:49
  • +Ge 15:14; Jer 51:36
  • +Mik 7:18

2 Makoronike 6:40

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 7:15; 16:9; Pis 11:4; 34:15; Isa 37:17
  • +Pis 17:1; 31:2; 65:2

2 Makoronike 6:41

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 132:8
  • +1Mak 28:2
  • +Jos 3:13; 1Sa 5:9
  • +Ne 9:25; Pis 65:4

2 Makoronike 6:42

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 1:34; Pis 18:50
  • +Mab 13:34

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 6:11Mad 8:12
2 Mak. 6:1Eks 20:21; Dhe 4:11; Pis 97:2; VaH 12:18
2 Mak. 6:21Mad 8:13
2 Mak. 6:22Mak 2:4; Pis 132:14
2 Mak. 6:31Mad 8:55
2 Mak. 6:3Ne 8:5
2 Mak. 6:4Pis 41:13; 145:10; Jak 3:9
2 Mak. 6:41Mak 17:12
2 Mak. 6:41Mad 8:15; Isa 55:11
2 Mak. 6:5Dhe 12:5
2 Mak. 6:51Mad 8:16
2 Mak. 6:62Mak 12:13; Pis 48:1
2 Mak. 6:62Sa 7:8; 1Mak 28:4
2 Mak. 6:72Sa 7:2; 1Mad 5:3
2 Mak. 6:81Mad 8:18; 2VaK 8:12
2 Mak. 6:91Mad 8:19
2 Mak. 6:92Sa 7:12; 1Mak 17:4
2 Mak. 6:10Jos 21:45; Ne 9:8
2 Mak. 6:101Mak 29:23
2 Mak. 6:101Mak 28:5; VaH 1:8
2 Mak. 6:101Mak 17:11
2 Mak. 6:101Mad 8:20
2 Mak. 6:11Eks 40:20; 1Mad 8:9; 2Mak 5:10
2 Mak. 6:111Mad 8:21
2 Mak. 6:121Mad 8:22
2 Mak. 6:12Eks 9:33; Pis 28:2; 1Ti 2:8
2 Mak. 6:13Ne 8:4
2 Mak. 6:131Mad 6:36
2 Mak. 6:131Mad 8:54; Pis 95:6; Mab 20:36
2 Mak. 6:13Ezr 9:5
2 Mak. 6:141Mak 29:10
2 Mak. 6:14Eks 15:11; 1Sa 2:2; Pis 86:8; Mik 7:18
2 Mak. 6:141Mad 8:23
2 Mak. 6:14Dhe 7:9; 2Mad 20:3; 2Mak 16:9; Ne 1:5
2 Mak. 6:151Mad 3:6; 6:12
2 Mak. 6:152Sa 7:12; 1Mak 22:10
2 Mak. 6:161Mad 8:24
2 Mak. 6:161Mad 6:12
2 Mak. 6:16Pis 132:12
2 Mak. 6:16Pis 26:3
2 Mak. 6:17Eks 24:10
2 Mak. 6:172Sa 7:25; Pis 119:49
2 Mak. 6:171Mad 8:26
2 Mak. 6:181Mad 8:27; Mab 7:48
2 Mak. 6:182Mak 2:6; Ne 9:6; Pis 148:13; Isa 40:12; Mab 17:24
2 Mak. 6:181Mad 8:27; Isa 66:1
2 Mak. 6:192Mak 6:33; Pis 65:2; Dha 9:18
2 Mak. 6:192Mak 33:13; Pis 6:9
2 Mak. 6:19Pis 5:2
2 Mak. 6:191Mad 8:28
2 Mak. 6:202Mad 19:16; Pis 33:18; 34:15
2 Mak. 6:20Dhe 26:2; 2Mak 6:9; Ne 1:9
2 Mak. 6:201Mad 8:29
2 Mak. 6:21Pis 5:1
2 Mak. 6:212Mak 7:12; Dha 6:10
2 Mak. 6:212Mad 19:20; 2Mak 30:27
2 Mak. 6:212Mak 7:14; Mik 7:18
2 Mak. 6:221Sa 2:25
2 Mak. 6:22Ne 10:29
2 Mak. 6:221Mad 8:31
2 Mak. 6:232Mak 30:27; Pis 123:1
2 Mak. 6:231Mad 8:32
2 Mak. 6:23Nu 5:27; 2Mad 9:26; Job 34:11; Zvi 1:31; Isa 3:11; VaG 6:7
2 Mak. 6:23Dhe 25:1; Pis 33:5
2 Mak. 6:23Isa 3:10; Eze 18:20
2 Mak. 6:24Re 26:17; Dhe 28:25; Jos 7:8
2 Mak. 6:24Jos 7:11; Vat 2:14
2 Mak. 6:24Re 26:40; Ne 9:2
2 Mak. 6:24Dha 9:19
2 Mak. 6:24Ezr 9:5
2 Mak. 6:241Mad 8:33; Dha 9:3
2 Mak. 6:25Isa 57:15
2 Mak. 6:251Mad 8:34
2 Mak. 6:25Pis 106:47
2 Mak. 6:25Ge 13:15; Eks 6:8
2 Mak. 6:26Jak 5:17
2 Mak. 6:26Eze 14:13
2 Mak. 6:261Mad 8:35
2 Mak. 6:26Isa 9:13; Eze 18:30
2 Mak. 6:27Pis 86:11; 119:102; Isa 30:20; 54:13
2 Mak. 6:27Isa 30:21; Jer 6:16; 42:3
2 Mak. 6:271Mad 18:1; Zek 10:1
2 Mak. 6:271Mad 8:36
2 Mak. 6:28Rut 1:1; 2Mad 6:25; 2Mak 20:9
2 Mak. 6:28Re 26:16; Dhe 28:21
2 Mak. 6:28Amo 4:9; Hag 2:17
2 Mak. 6:28Dhe 28:22; Amo 4:9
2 Mak. 6:28Dhe 28:38; Joe 1:4; 2:25
2 Mak. 6:28Pis 78:46
2 Mak. 6:28Re 26:25; 2Mak 12:2; 32:1
2 Mak. 6:281Mad 8:37
2 Mak. 6:28Eze 14:21
2 Mak. 6:292Mak 20:6; Pis 91:15
2 Mak. 6:292Mak 33:13
2 Mak. 6:291Mad 8:38
2 Mak. 6:29Zvi 14:10
2 Mak. 6:29Dha 6:10
2 Mak. 6:30Pis 33:14; Isa 63:15; Mt 23:22
2 Mak. 6:30Pis 130:4
2 Mak. 6:30Job 34:11; Pis 18:20; Zva 2:23
2 Mak. 6:301Mak 28:9; Jer 11:20
2 Mak. 6:301Sa 16:7; 1Mad 8:39; Jer 17:10
2 Mak. 6:31Eks 20:20
2 Mak. 6:31Ge 12:7; Jos 1:2; 1Mad 8:40
2 Mak. 6:32Eks 12:48; Rut 1:16; Isa 56:3
2 Mak. 6:32Nu 9:14; Jos 9:27; Isa 56:6; Joh 12:20; Mab 8:27
2 Mak. 6:32Dhe 3:24; Jos 2:11
2 Mak. 6:321Mad 8:42
2 Mak. 6:32Mab 2:10
2 Mak. 6:332Mak 30:27; Pis 11:4; 123:1; VaH 9:24
2 Mak. 6:331Mad 8:43
2 Mak. 6:33Pis 22:27; 46:10
2 Mak. 6:33Jer 10:7; Zva 14:7
2 Mak. 6:331Mad 8:43
2 Mak. 6:34Dhe 20:1; 2Mak 14:11
2 Mak. 6:34Nu 31:2; Jos 8:1; Vat 1:2; 1Sa 15:3
2 Mak. 6:342Mak 14:11; 20:6
2 Mak. 6:342Mak 3:2
2 Mak. 6:35Pis 3:4; Dha 9:17
2 Mak. 6:35Isa 37:36
2 Mak. 6:361Mad 8:46
2 Mak. 6:36Pis 130:3; Mup 7:20; VaR 3:23
2 Mak. 6:36Re 26:34; Dha 9:7
2 Mak. 6:371Mad 8:47
2 Mak. 6:37Re 26:40; Ne 1:6; Pis 106:6
2 Mak. 6:37Dha 9:5
2 Mak. 6:37Ezr 9:6; Zvi 28:13
2 Mak. 6:38Dhe 30:2; 1Sa 7:3; Jer 29:13
2 Mak. 6:38Dha 9:3
2 Mak. 6:382Mak 33:7; Dha 6:10
2 Mak. 6:381Mad 8:48
2 Mak. 6:392Mak 30:27; Pis 123:1; VaH 9:24
2 Mak. 6:391Mad 8:49
2 Mak. 6:39Ge 15:14; Jer 51:36
2 Mak. 6:39Mik 7:18
2 Mak. 6:402Mak 7:15; 16:9; Pis 11:4; 34:15; Isa 37:17
2 Mak. 6:40Pis 17:1; 31:2; 65:2
2 Mak. 6:41Pis 132:8
2 Mak. 6:411Mak 28:2
2 Mak. 6:41Jos 3:13; 1Sa 5:9
2 Mak. 6:41Ne 9:25; Pis 65:4
2 Mak. 6:421Mad 1:34; Pis 18:50
2 Mak. 6:42Mab 13:34
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
  • 33
  • 34
  • 35
  • 36
  • 37
  • 38
  • 39
  • 40
  • 41
  • 42
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 6:1-42

2 Makoronike

6 Panguva iyoyo Soromoni akati:+ “Jehovha akati aizogara muzarima;+ 2 zvino ini ndakuvakirai imba yokugara yakakwirira+ nenzvimbo isingachinji yokuti mugare nokusingagumi.”+

3 Mambo akabva atendeuka, akatanga kukomborera+ ungano yose yaIsraeri, ungano yose yaIsraeri zvayakanga yakamira.+ 4 Akati: “Jehovha Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe,+ akataura nomuromo wake nababa vangu+ Dhavhidhi uye azadzika+ nemaoko ake, achiti, 5 ‘Kubvira pazuva randakabudisa vanhu vangu munyika yeIjipiti, handina kusarudza guta pamadzinza ose aIsraeri rokuti zita rangu rivakirwe imba+ kuti rive ipapo, uye hapana munhu wandakasarudza kuti ave mutungamiriri wevanhu vangu vaIsraeri.+ 6 Asi ndichasarudza Jerusarema+ kuti zita rangu rive ipapo, uye ndichasarudza Dhavhidhi kuti atarisire vanhu vangu vaIsraeri.’+ 7 Baba vangu Dhavhidhi vaiva nechido mumwoyo mavo chokuti vavakire zita raJehovha Mwari waIsraeri imba.+ 8 Asi Jehovha akati kuna baba vangu Dhavhidhi, ‘Nokuti waiva nechido mumwoyo mako chokuti uvakire zita rangu imba, wakaita zvakanaka, nokuti waiva nechido mumwoyo mako.+ 9 Zvisinei iwe hauzovaki imba yacho,+ asi mwanakomana wako achabuda muchiuno mako ndiye achavakira zita rangu imba.’+ 10 Jehovha akaita shoko rake+ raakanga ataura, kuti ndisimuke panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi,+ ndogara pachigaro choumambo+ chaIsraeri, sezvakanga zvataurwa naJehovha,+ kuti ndivakire zita raJehovha Mwari waIsraeri imba,+ 11 kuti ndiise Areka+ imomo mune sungano yaJehovha yaakaita nevanakomana vaIsraeri.”+

12 Zvino iye akamira pamberi peatari yaJehovha ari pamberi peungano yose yaIsraeri,+ akabva atambanudza zvanza zvake.+ 13 (Nokuti Soromoni akanga agadzira chikuva+ chemhangura akabva achiisa pakati penzvimbo yakakomberedzwa.+ Chakanga chakareba makubhiti mashanu, chakafara makubhiti mashanu, uye chakakwirira makubhiti matatu; uye akaramba akamira pamusoro pacho.) Akapfugama+ nemabvi ake ari pamberi peungano yose yaIsraeri, akatambanudzira zvanza zvake kumatenga.+ 14 Akati: “Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ hakuna mumwe Mwari akaita semi+ kumatenga kana panyika, anochengeta sungano+ nokuva nomutsa worudo kuvashumiri venyu vanofamba pamberi penyu nemwoyo yavo yose;+ 15 imi makaitira mushumiri wenyu baba vangu Dhavhidhi zvamakavapikira,+ zvokuti makaita chipikirwa chacho nomuromo wenyu, uye mazadzika noruoko rwenyu, sezvazvakaita nhasi.+ 16 Zvino, haiwa Jehovha Mwari waIsraeri, itirai mushumiri wenyu, ivo baba vangu Dhavhidhi zvamakavapikira, muchiti, ‘Pamberi pangu hapazoshayikwi murume wokwako kuti agare pachigaro choumambo chaIsraeri,+ kana vanakomana vako+ vakangochenjerera nzira yavo nokufamba mumutemo wangu+ sokufamba kwawakaita pamberi pangu.’+ 17 Zvino, haiwa Jehovha Mwari waIsraeri,+ chipikirwa chenyu+ chamakapikira mushumiri wenyu Dhavhidhi ngachive chakavimbika.+

18 “Asi chokwadi Mwari angagara nevanhu panyika here?+ Tarirai! Hamungakwani mudenga, iko kumatengatenga;+ zvino, zvakadini neimba ino yandavaka!+ 19 Haiwa Jehovha Mwari wangu, tendeudzirai chiso chenyu kumunyengetero womushumiri wenyu+ nokuchikumbiro chake chokuti anzwirwe nyasha,+ nokunzwa kuchema kwokuteterera+ nomunyengetero uri kunyengeterwa nomushumiri wenyu pamberi penyu,+ 20 kuti maziso enyu asvinure+ akatarira kuimba iyi masikati nousiku, kunzvimbo yamakati muchaisa zita renyu,+ nokuteerera munyengetero uri kunyengeterwa nomushumiri wenyu akatarira kunzvimbo ino.+ 21 Teererai kuteterera kwomushumiri wenyu+ nokwevanhu venyu vaIsraeri pavanonyengetera vakatarira kunzvimbo ino,+ kuti imi munzwe muri kunzvimbo yenyu yamunogara, iko kumatenga;+ uye inzwai mukanganwire.+

22 “Kana munhu akatadzira wokwake,+ akaita kuti apike kuti ave akatukwa paanotadza kuita zvaakapika,+ uye akapika ari pamberi peatari yenyu iri muimba ino,+ 23 inzwai muri kumatenga,+ muite chimwe chinhu,+ mutonge vashumiri venyu kuti mutsive munhu akaipa nokuisa nzira yake pamusoro wake+ uye kuzivisa kuti munhu akarurama, akarurama+ nokumupa zvinoenderana nokururama kwake.+

24 “Kana vanhu venyu vaIsraeri vakakundwa pamberi pomuvengi+ nokuti vanenge varamba vachikutadzirai,+ vakadzoka,+ vakakudza zita renyu,+ vakanyengetera+ uye vakakumbira kunzwirwa nyasha nemi vari muimba ino,+ 25 inzwai muri kumatenga,+ mukanganwire+ chivi chevanhu venyu vaIsraeri, muvadzose+ kunyika yamakavapa ivo nemadzibaba avo.+

26 “Kana matenga akavharwa zvokuti hapana mvura inonaya,+ nokuti vanenge varamba vachikutadzirai,+ ivo vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino,+ vakakudza zita renyu, vakatendeuka pachivi chavo, nokuti munenge maramba muchivatambudza,+ 27 inzwai muri kumatenga, mukanganwire chivi chevashumiri venyu, ivo vanhu venyu vaIsraeri, nokuti munovarayiridza+ nzira yakanaka+ yavanofanira kufamba nayo; uye munayise mvura+ panyika yenyu yamakapa vanhu venyu kuti ive nhaka yavo.+

28 “Kana nzara+ ikaitika panyika, kana denda+ rikauya, kana kutsva kwezvirimwa+ nokuora,+ mhashu+ nemapete+ zvikauya; kana vavengi+ vavo vakavakomba munyika yemagedhi avo+—chero dambudziko ripi zvaro, chero denda ripi zvaro+— 29 chero munyengetero upi zvawo,+ chero kukumbira kunzwirwa nyasha+ kupi zvako kungaitwa nomunhu chero upi zvake kana kuti nevanhu venyu vose vaIsraeri,+ nokuti mumwe nomumwe anoziva dambudziko rake+ nokurwadziwa kwake; paanotambanudzira zvanza zvake kuimba ino,+ 30 inzwai muri kumatenga, iyo nzvimbo yenyu yamunogara,+ mukanganwire+ uye mupe mumwe nomumwe zvinoenderana nenzira dzake dzose,+ nokuti munoziva mwoyo wake+ (nokuti imi moga ndimi munonyatsoziva mwoyo yevanakomana vevanhu);+ 31 kuti vakutyei+ nokufamba munzira dzenyu mazuva ose avanenge vari vapenyu panyika yamakapa madzitateguru edu.+

32 “Uyewo kana munhu wokune imwe nyika asiri wevanhu venyu vaIsraeri+ anobva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu guru+ uye nokuda kworuoko rwenyu rune simba+ noruoko rwenyu rwakatambanudzwa,+ vakauya vakanyengetera vakatarira kuimba ino,+ 33 teererai muri kumatenga, muri panzvimbo yenyu yamunogara isingachinji,+ muitire munhu wacho wokune imwe nyika maererano nezvose zvaanoshevedzera kwamuri;+ kuti marudzi ose enyika azive zita renyu,+ akutyei+ sezvinoitwa nevanhu venyu vaIsraeri, uye kuti azive kuti zita renyu rakashevedzwa paimba ino yandavaka.+

34 “Kana vanhu venyu vakaenda kunorwisana+ nevavengi vavo nenzira yamunovatuma nayo,+ vakanyengetera+ kwamuri vakatarira kuguta rino ramakasarudza neimba yandakavakira zita renyu,+ 35 inzwaiwo munyengetero wavo nokukumbira kwavo kunzwirwa nyasha+ muri kumatenga, muvaruramisire.+

36 “Kana vakakutadzirai+ (nokuti hapana munhu asingatadzi),+ imi mukavatsamwira kwazvo movaisa kumuvengi, vatapi vavo vovatapa kuti vaende navo kunyika iri kure kana iri pedyo;+ 37 ivo vakazopengenuka vari munyika yavanenge vaendeswa kwairi, vatapwa, vakazodzoka, vakakukumbirai kuti muvanzwire nyasha vari munyika yavanenge vari nhapwa,+ vachiti, ‘Takatadza,+ uye takakanganisa,+ uye takaita zvakaipa’;+ 38 vakadzoka kwamuri nemwoyo yavo yose+ uye nemweya yavo yose vari munyika yavanenge vari nhapwa,+ yevaya vanenge vavatapa, vakanyengetera vakatarira kunyika yavo yamakapa madzitateguru avo neguta ramakasarudza+ neimba yandakavakira zita renyu;+ 39 inzwaiwo muri kumatenga, muri munzvimbo yenyu yamunogara isingachinji,+ munyengetero wavo nokukumbira kwavo kunzwirwa nyasha,+ muvaruramisire,+ uye mukanganwire+ vanhu venyu vanenge vakutadzirai.

40 “Zvino, ndapota, haiwa Mwari wangu, maziso enyu+ ngaasvinure uye nzeve dzenyu+ ngadziteerere munyengetero une chokuita nenzvimbo ino. 41 Zvino simukai,+ haiwa Jehovha Mwari, mupinde muzororo renyu,+ imi neAreka yesimba renyu.+ Haiwa Jehovha Mwari, vapristi venyu ngavapfekedzwe ruponeso, uye vakavimbika venyu ngavafare nokuda kwezvakanaka.+ 42 Haiwa Jehovha Mwari, musafuratidza chiso chomuzodziwa wenyu.+ Haiwa yeukai mutsa worudo wamakapikira mushumiri wenyu Dhavhidhi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe