RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 12
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 12:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:17
  • +Dhe 8:14; 32:15; 2Mak 26:16; Zvi 30:9
  • +Mup 9:18; Mik 6:16

2 Makoronike 12:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:21
  • +1Mad 11:40; 14:25
  • +Vat 2:14; 2Mak 7:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mufananidzo wekuEgypt Unotsigira Zvinotaurwa muBhaibheri

    mrt nyaya 10

2 Makoronike 12:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 14:9; 1Mad 10:29
  • +Vat 6:5
  • +Na 3:9
  • +2Mak 14:9; 16:8

2 Makoronike 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:5; Isa 36:1
  • +2Mad 18:17

2 Makoronike 12:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:22; 2Mak 11:2
  • +Dhe 28:15; 2Mak 15:2
  • +Job 34:11; VaH 10:38

2 Makoronike 12:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:38; 2Mak 33:12; 34:27; Jak 4:10
  • +Eks 9:27; Pis 89:14; Jer 50:7

2 Makoronike 12:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 21:29; 1Pe 5:5
  • +1Mad 12:22
  • +Re 26:41; Amo 7:6
  • +2Mak 12:2

2 Makoronike 12:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:13
  • +Dhe 28:47
  • +Ho 2:7; 8:10

2 Makoronike 12:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:25
  • +1Mad 7:51
  • +1Mad 14:26; 2Mad 14:14
  • +1Mad 10:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Egipita Yakare—Rokutanga Ramasimba Makuru Enyika

    w88 2/1 p. 26

2 Makoronike 12:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 22:17
  • +2Sa 23:23
  • +1Mad 14:27

2 Makoronike 12:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:28

2 Makoronike 12:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 33:12; Isa 57:15
  • +Mari 3:22
  • +Ge 18:24; 1Mad 14:13; 2Mak 19:3

2 Makoronike 12:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:21
  • +Dhe 12:5; 2Mak 6:6; Pis 48:2; 78:68
  • +Eks 20:24; Dhe 12:11
  • +1Mad 14:21
  • +Dhe 23:3; 1Mad 11:1; Ne 13:26

2 Makoronike 12:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 15:34
  • +Dhe 5:29; 1Sa 7:3; 1Mad 18:21; Mk 12:30; VaR 12:9; Jak 5:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Aigona Kunge Akafarirwa naMwari

    w18.06 pp. 14-15

2 Makoronike 12:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:29
  • +1Mad 12:22; 2Mak 11:2
  • +2Mak 9:29; 13:22
  • +1Mad 14:30
  • +1Mad 12:20

2 Makoronike 12:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:31
  • +2Sa 5:9
  • +Mt 1:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 12:12Mak 11:17
2 Mak. 12:1Dhe 8:14; 32:15; 2Mak 26:16; Zvi 30:9
2 Mak. 12:1Mup 9:18; Mik 6:16
2 Mak. 12:21Mad 14:21
2 Mak. 12:21Mad 11:40; 14:25
2 Mak. 12:2Vat 2:14; 2Mak 7:19
2 Mak. 12:3Eks 14:9; 1Mad 10:29
2 Mak. 12:3Vat 6:5
2 Mak. 12:3Na 3:9
2 Mak. 12:32Mak 14:9; 16:8
2 Mak. 12:42Mak 11:5; Isa 36:1
2 Mak. 12:42Mad 18:17
2 Mak. 12:51Mad 12:22; 2Mak 11:2
2 Mak. 12:5Dhe 28:15; 2Mak 15:2
2 Mak. 12:5Job 34:11; VaH 10:38
2 Mak. 12:61Mad 8:38; 2Mak 33:12; 34:27; Jak 4:10
2 Mak. 12:6Eks 9:27; Pis 89:14; Jer 50:7
2 Mak. 12:71Mad 21:29; 1Pe 5:5
2 Mak. 12:71Mad 12:22
2 Mak. 12:7Re 26:41; Amo 7:6
2 Mak. 12:72Mak 12:2
2 Mak. 12:8Isa 26:13
2 Mak. 12:8Dhe 28:47
2 Mak. 12:8Ho 2:7; 8:10
2 Mak. 12:91Mad 14:25
2 Mak. 12:91Mad 7:51
2 Mak. 12:91Mad 14:26; 2Mad 14:14
2 Mak. 12:91Mad 10:17
2 Mak. 12:101Sa 22:17
2 Mak. 12:102Sa 23:23
2 Mak. 12:101Mad 14:27
2 Mak. 12:111Mad 14:28
2 Mak. 12:122Mak 33:12; Isa 57:15
2 Mak. 12:12Mari 3:22
2 Mak. 12:12Ge 18:24; 1Mad 14:13; 2Mak 19:3
2 Mak. 12:131Mad 14:21
2 Mak. 12:13Dhe 12:5; 2Mak 6:6; Pis 48:2; 78:68
2 Mak. 12:13Eks 20:24; Dhe 12:11
2 Mak. 12:131Mad 14:21
2 Mak. 12:13Dhe 23:3; 1Mad 11:1; Ne 13:26
2 Mak. 12:141Mad 15:34
2 Mak. 12:14Dhe 5:29; 1Sa 7:3; 1Mad 18:21; Mk 12:30; VaR 12:9; Jak 5:8
2 Mak. 12:151Mak 29:29
2 Mak. 12:151Mad 12:22; 2Mak 11:2
2 Mak. 12:152Mak 9:29; 13:22
2 Mak. 12:151Mad 14:30
2 Mak. 12:151Mad 12:20
2 Mak. 12:161Mad 14:31
2 Mak. 12:162Sa 5:9
2 Mak. 12:16Mt 1:7
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 12:1-16

2 Makoronike

12 Zvino umambo hwaRehobhoamu pahwakangosimbiswa kwazvo+ uye paakangova nesimba, akasiya mutemo waJehovha,+ iye pamwe chete nevaIsraeri vose+ vaaiva navo. 2 Zvino mugore rechishanu raMambo Rehobhoamu,+ Shishaki+ mambo weIjipiti akauya kuzorwisa Jerusarema, (nokuti vakanga vasina kutendeka kuna Jehovha,)+ 3 aine ngoro+ mazana gumi nemaviri nevatasvi vemabhiza zviuru makumi matanhatu; uye vanhu vaakauya navo kubva kuIjipiti vakanga vasingaverengeki+—vaRibhiya,+ vaSukiimu nevaItiopiya.+ 4 Akakunda maguta aJudha akanga akavakirirwa,+ akazosvika kuJerusarema.+

5 Zvino muprofita Shemaya+ akasvika kuna Rehobhoamu nemachinda aJudha akanga aungana kuJerusarema nokuda kwaShishaki, akati kwavari: “Zvanzi naJehovha, ‘Imi makandisiya,+ uye ini ndakusiyaiwo+ kuti muve muruoko rwaShishaki.’” 6 Machinda evaIsraeri namambo wacho vakabva vazvininipisa,+ vakati: “Jehovha akarurama.”+ 7 Jehovha paakaona+ kuti vakanga vazvininipisa, shoko raJehovha rakasvika kuna Shemaya,+ richiti: “Vazvininipisa.+ Handichavaparadzi, ndichavapukunyutsa munguva duku iri kutevera, uye hasha dzangu hadzizodururwi paJerusarema noruoko rwaShishaki.+ 8 Asi vachava vashandi vake,+ kuti vazive musiyano wokundishumira+ nokushumira umambo hwedzimwe nyika.”+

9 Naizvozvo Shishaki+ mambo weIjipiti akauya kuzorwisa Jerusarema, akatora pfuma yeimba yaJehovha+ nepfuma yeimba yamambo.+ Akatora zvinhu zvose; uye akatorawo nhoo dzendarama dzakanga dzagadzirwa naSoromoni.+ 10 Naizvozvo Mambo Rehobhoamu akadzitsiva nenhoo dzemhangura dzaakagadzira, akaita kuti dzitarisirwe nevakuru vevamhanyi,+ varindi+ vesuo reimba yamambo.+ 11 Kazhinji mambo paaiuya kuimba yaJehovha, vamhanyi vaipinda, vodzitakura, vodzidzorera kuimba yevarindi yevamhanyi.+ 12 Zvino nokuti akazvininipisa, kutsamwa kwaJehovha kwakapera,+ uye haana kufunga zvokuvaparadza chose.+ Uyewo kwaiva nezvimwe zvakanaka pakati paJudha.+

13 Mambo Rehobhoamu akaramba achisimbisa nzvimbo yake muJerusarema, akaramba achitonga; nokuti Rehobhoamu+ akatanga kutonga aine makore makumi mana nerimwe chete, uye akatonga kwemakore gumi nemanomwe ari muJerusarema, guta+ rakanga rasarudzwa naJehovha pamadzinza ose aIsraeri kuti aise zita rake ipapo.+ Amai vake vainzi Naama+ mukadzi muAmoni.+ 14 Asi akaita zvakaipa,+ nokuti akanga asina kugadzirira mwoyo wake kuti atsvake Jehovha.+

15 Mamwe mabasa ose aRehobhoamu, okutanga neokupedzisira,+ haana kunyorwa here mumashoko omuprofita Shemaya+ neomuoni Idho,+ akanyorwa maererano nokunyorwa kwemadzinza? Nguva yose paiva nehondo pakati paRehobhoamu+ naJerobhoamu.+ 16 Rehobhoamu akazorara nemadzitateguru ake,+ akavigwa muGuta raDhavhidhi;+ uye mwanakomana wake Abhija+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe