2 Makoronike 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Zvino imi muri kufunga zvokukunda umambo hwaJehovha huri muruoko rwevanakomana vaDhavhidhi,+ zvamuri boka guru revanhu+ uye zvamuine mhuru dzendarama dzamakagadzirirwa naJerobhoamu kuti dzive vanamwari venyu.+
8 “Zvino imi muri kufunga zvokukunda umambo hwaJehovha huri muruoko rwevanakomana vaDhavhidhi,+ zvamuri boka guru revanhu+ uye zvamuine mhuru dzendarama dzamakagadzirirwa naJerobhoamu kuti dzive vanamwari venyu.+