2 Makoronike 20:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Haiwa Mwari wedu, hamungavatongi here?+ Nokuti isu hatina simba rokurwa neboka guru revanhu iri riri kuuya kuzotirwisa;+ uye isu hatizivi chatingaita,+ asi maziso edu akatarira kwamuri.”+
12 Haiwa Mwari wedu, hamungavatongi here?+ Nokuti isu hatina simba rokurwa neboka guru revanhu iri riri kuuya kuzotirwisa;+ uye isu hatizivi chatingaita,+ asi maziso edu akatarira kwamuri.”+