9 Zvino ikoko kwaiva nomuprofita waJehovha ainzi Odhedhi. Naizvozvo akaenda pamberi peuto rakanga richienda kuSamariya, akati kwavari: “Tarirai! Jehovha Mwari wemadzitateguru enyu akaisa vaJudha mumaoko enyu nokuti akanga avatsamwira,+ zvokuti makavauraya nehasha+ dzakasvika kumatenga.+