RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 28
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 28:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:2; 1Mak 3:13; Isa 7:1; Ho 1:1; Mik 1:1; Mt 1:9
  • +2Mad 16:2
  • +1Mad 3:14

2 Makoronike 28:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 12:28; 16:33
  • +Vat 2:11
  • +Eks 34:17; Re 19:4

2 Makoronike 28:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 2:13
  • +2Mad 23:10; Jer 7:31
  • +2Mak 33:6
  • +Dhe 12:31; 2Mad 21:2; 2Mak 33:2
  • +2Mad 16:3

2 Makoronike 28:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:4
  • +Re 26:30
  • +1Mad 14:23
  • +Isa 57:5

2 Makoronike 28:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 2:14; 2Mak 33:11; 36:17; Pis 76:12
  • +2Mad 16:6; 2Mak 24:24
  • +Ge 14:15; 2Sa 8:6; 1Mak 18:5
  • +2Mad 16:5

2 Makoronike 28:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:37; Isa 7:1
  • +Isa 7:9
  • +Dhe 6:14; 31:16; 2Mak 15:2; Pis 73:27; Isa 1:28; Jer 2:19

2 Makoronike 28:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 9:21

2 Makoronike 28:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 16:24; 22:51

2 Makoronike 28:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 3:8; Pis 69:26; Isa 10:5; Zek 1:15
  • +Eze 25:12
  • +Ge 4:10; Ezr 9:6; Zva 18:5

2 Makoronike 28:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 25:39, 46; 2Mak 8:9

2 Makoronike 28:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 58:6; Jer 34:15
  • +Mt 7:2; Jak 2:13

2 Makoronike 28:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 28:1
  • +Isa 9:21

2 Makoronike 28:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 32:14
  • +Eks 22:24; Jos 22:18; VaR 2:5

2 Makoronike 28:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 12:23
  • +2Mak 28:8
  • +1Mak 28:1; Mup 12:11

2 Makoronike 28:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 28:12
  • +Job 31:19; Pis 106:46; Isa 58:7
  • +2Mad 6:22; Jak 2:15
  • +Ru 6:27; VaR 12:20
  • +VaR 15:1
  • +Nu 22:1; Jos 6:1
  • +Dhe 34:3; Vat 1:16
  • +1Mad 16:24

2 Makoronike 28:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 16:7; Isa 7:10
  • +Isa 7:17

2 Makoronike 28:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:18; Obh 10

2 Makoronike 28:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 5:1; 31:11; 2Mak 26:6
  • +Dhe 1:7; Jos 9:1; 2Mak 26:10
  • +Nu 21:1; Dhe 34:3; 2Sa 24:7
  • +Jos 15:10; 1Sa 6:9
  • +2Mak 11:10
  • +Jos 15:41
  • +Jos 15:35
  • +Vat 14:1

2 Makoronike 28:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:18; Dhe 28:43; 1Sa 2:7; Job 40:12
  • +Eks 32:25

2 Makoronike 28:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:29; 16:7; 1Mak 5:26
  • +2Mad 17:5; Isa 7:20

2 Makoronike 28:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 12:9
  • +2Mad 18:15
  • +1Mak 28:1
  • +2Mad 18:16

2 Makoronike 28:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 52:7; Zvi 19:3

2 Makoronike 28:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 25:14; Jer 44:5
  • +2Mad 16:12, 13
  • +Ha 1:11
  • +Jer 10:5; 44:18
  • +Eks 23:33; Dhe 7:16; Isa 1:28

2 Makoronike 28:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:45; 2Mak 4:18
  • +2Mad 16:17
  • +1Mad 6:34; 2Mak 29:7
  • +2Mak 33:5; Jer 2:28

2 Makoronike 28:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 14:23; 2Mad 15:35; 2Mak 21:11; 33:3
  • +2Mak 28:4
  • +1VaK 10:22

2 Makoronike 28:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 27:7
  • +2Mad 16:19

2 Makoronike 28:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 21:20; 33:20; Zvi 10:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 28:12Mad 16:2; 1Mak 3:13; Isa 7:1; Ho 1:1; Mik 1:1; Mt 1:9
2 Mak. 28:12Mad 16:2
2 Mak. 28:11Mad 3:14
2 Mak. 28:21Mad 12:28; 16:33
2 Mak. 28:2Vat 2:11
2 Mak. 28:2Eks 34:17; Re 19:4
2 Mak. 28:3Ho 2:13
2 Mak. 28:32Mad 23:10; Jer 7:31
2 Mak. 28:32Mak 33:6
2 Mak. 28:3Dhe 12:31; 2Mad 21:2; 2Mak 33:2
2 Mak. 28:32Mad 16:3
2 Mak. 28:42Mad 16:4
2 Mak. 28:4Re 26:30
2 Mak. 28:41Mad 14:23
2 Mak. 28:4Isa 57:5
2 Mak. 28:5Vat 2:14; 2Mak 33:11; 36:17; Pis 76:12
2 Mak. 28:52Mad 16:6; 2Mak 24:24
2 Mak. 28:5Ge 14:15; 2Sa 8:6; 1Mak 18:5
2 Mak. 28:52Mad 16:5
2 Mak. 28:62Mad 15:37; Isa 7:1
2 Mak. 28:6Isa 7:9
2 Mak. 28:6Dhe 6:14; 31:16; 2Mak 15:2; Pis 73:27; Isa 1:28; Jer 2:19
2 Mak. 28:7Isa 9:21
2 Mak. 28:81Mad 16:24; 22:51
2 Mak. 28:9Vat 3:8; Pis 69:26; Isa 10:5; Zek 1:15
2 Mak. 28:9Eze 25:12
2 Mak. 28:9Ge 4:10; Ezr 9:6; Zva 18:5
2 Mak. 28:10Re 25:39, 46; 2Mak 8:9
2 Mak. 28:11Isa 58:6; Jer 34:15
2 Mak. 28:11Mt 7:2; Jak 2:13
2 Mak. 28:121Mak 28:1
2 Mak. 28:12Isa 9:21
2 Mak. 28:13Nu 32:14
2 Mak. 28:13Eks 22:24; Jos 22:18; VaR 2:5
2 Mak. 28:141Mak 12:23
2 Mak. 28:142Mak 28:8
2 Mak. 28:141Mak 28:1; Mup 12:11
2 Mak. 28:152Mak 28:12
2 Mak. 28:15Job 31:19; Pis 106:46; Isa 58:7
2 Mak. 28:152Mad 6:22; Jak 2:15
2 Mak. 28:15Ru 6:27; VaR 12:20
2 Mak. 28:15VaR 15:1
2 Mak. 28:15Nu 22:1; Jos 6:1
2 Mak. 28:15Dhe 34:3; Vat 1:16
2 Mak. 28:151Mad 16:24
2 Mak. 28:162Mad 16:7; Isa 7:10
2 Mak. 28:16Isa 7:17
2 Mak. 28:17Re 26:18; Obh 10
2 Mak. 28:181Sa 5:1; 31:11; 2Mak 26:6
2 Mak. 28:18Dhe 1:7; Jos 9:1; 2Mak 26:10
2 Mak. 28:18Nu 21:1; Dhe 34:3; 2Sa 24:7
2 Mak. 28:18Jos 15:10; 1Sa 6:9
2 Mak. 28:182Mak 11:10
2 Mak. 28:18Jos 15:41
2 Mak. 28:18Jos 15:35
2 Mak. 28:18Vat 14:1
2 Mak. 28:19Re 26:18; Dhe 28:43; 1Sa 2:7; Job 40:12
2 Mak. 28:19Eks 32:25
2 Mak. 28:202Mad 15:29; 16:7; 1Mak 5:26
2 Mak. 28:202Mad 17:5; Isa 7:20
2 Mak. 28:212Mak 12:9
2 Mak. 28:212Mad 18:15
2 Mak. 28:211Mak 28:1
2 Mak. 28:212Mad 18:16
2 Mak. 28:22Pis 52:7; Zvi 19:3
2 Mak. 28:232Mak 25:14; Jer 44:5
2 Mak. 28:232Mad 16:12, 13
2 Mak. 28:23Ha 1:11
2 Mak. 28:23Jer 10:5; 44:18
2 Mak. 28:23Eks 23:33; Dhe 7:16; Isa 1:28
2 Mak. 28:241Mad 7:45; 2Mak 4:18
2 Mak. 28:242Mad 16:17
2 Mak. 28:241Mad 6:34; 2Mak 29:7
2 Mak. 28:242Mak 33:5; Jer 2:28
2 Mak. 28:251Mad 14:23; 2Mad 15:35; 2Mak 21:11; 33:3
2 Mak. 28:252Mak 28:4
2 Mak. 28:251VaK 10:22
2 Mak. 28:262Mak 27:7
2 Mak. 28:262Mad 16:19
2 Mak. 28:272Mak 21:20; 33:20; Zvi 10:7
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 28:1-27

2 Makoronike

28 Ahazi+ akanga aine makore makumi maviri paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore gumi nematanhatu ari muJerusarema,+ haana kuita zvakarurama pamberi paJehovha sezvakaitwa natateguru vake Dhavhidhi.+ 2 Asi akafamba nenzira dzemadzimambo aIsraeri,+ uye akatogadzirawo mifananidzo yavanaBhaari+ yakaumbwa nesimbi yakanyungudutswa.+ 3 Akakwidza utsi hwezvibayiro+ mumupata womwanakomana waHinomu,+ akapisa vanakomana vake+ mumoto, maererano nezvinhu zvinosemesa+ zvemarudzi akanga adzingwa naJehovha pamberi pevanakomana vaIsraeri.+ 4 Aigara achibayira+ zvibayiro nokukwidza utsi hwezvibayiro panzvimbo dzakakwirira+ nepazvikomo+ nepasi pemiti yakasvibirira yemarudzi ose.+

5 Naizvozvo Mwari wake Jehovha akamuisa muruoko+ rwamambo weSiriya,+ ivo vakamurwisa, vakatora nhapwa zhinji kwaari, vakaenda nadzo kuDhamasiko.+ Akaiswawo muruoko rwamambo waIsraeri,+ iye akamurwisa, akauraya vanhu vazhinji. 6 Naizvozvo Peka+ mwanakomana waRemariya+ akauraya vanhu zviuru zana nezvine makumi maviri pakati paJudha muzuva rimwe chete, vose vari varume vakanga vakashinga, nokuti vakasiya Jehovha+ Mwari wemadzitateguru avo. 7 Zikri, murume aiva nesimba wokwaEfremu,+ akaurayawo Maaseya mwanakomana wamambo naAzrikamu mutungamiriri weimba yacho naErikana aitevera mambo. 8 Vanakomana vaIsraeri vakatapawo hama dzavo zviuru mazana maviri, vakadzi, vanakomana nevanasikana; uye vakapambawo zvinopambwa zvizhinji kwavari, vakabva vaenda nezvakapambwa zvacho kuSamariya.+

9 Zvino ikoko kwaiva nomuprofita waJehovha ainzi Odhedhi. Naizvozvo akaenda pamberi peuto rakanga richienda kuSamariya, akati kwavari: “Tarirai! Jehovha Mwari wemadzitateguru enyu akaisa vaJudha mumaoko enyu nokuti akanga avatsamwira,+ zvokuti makavauraya nehasha+ dzakasvika kumatenga.+ 10 Zvino mava kufunga zvokuita kuti vanakomana vaJudha neveJerusarema vave vashandirume+ nevashandikadzi venyu. Asi imi hamunawo here mhosva dzamakatadzira Jehovha Mwari wenyu? 11 Zvino nditeererei, mudzorere nhapwa dzamakatapa kuhama dzenyu,+ nokuti Jehovha akutsamwirai kwazvo.”+

12 Vamwe varume vevakuru+ vevanakomana vaEfremu,+ Azariya mwanakomana waJehohanani, Bherekiya mwanakomana waMeshiremoti naJehizkiya mwanakomana waSharumu naAmasa mwanakomana waHadrai, vakabva vadzivisa vaya vakanga vachiuya vachibva kuhondo, 13 vakati kwavari: “Musapinza nhapwa muno, nokuti zvichaguma nokuita kuti tive nemhosva kuna Jehovha. Muri kufunga zvokuwedzera zvivi zvedu nemhosva yedu, nokuti mhosva yedu ihuru,+ uye Israeri akatsamwirwa+ kwazvo.” 14 Naizvozvo varume vakanga vaine zvombo+ vakasiya nhapwa+ dzacho nezvakanga zvapambwa pamberi pemachinda+ neungano yose. 15 Varume vakanga vakasarudzwa nemazita+ vakabva vasimuka, vakatora nhapwa dzacho, vakapfekedza vose vakanga vasina kupfeka nezvavakatora pane zvakanga zvapambwa. Naizvozvo vakavapfekedza,+ vakavapa hwashu, vakavapa zvokudya,+ vakavapa zvokunwa+ uye vakavazora mafuta. Uyezve, vakatakura vose vakanga vasina simba+ nembongoro, vakaenda navo kuJeriko,+ guta remichindwe,+ pedyo nehama dzavo. Pashure paizvozvo vakadzokera kuSamariya.+

16 Panguva iyoyo Mambo Ahazi+ akatumira shoko kumadzimambo eAsiriya+ kuti amubatsire. 17 VaEdhomu+ vakauyazve vakauraya vaJudha, vakatora nhapwa. 18 VaFiristiya+ vakarwisa maguta eShefera+ neNegebhu+ yeJudha, vakatora Bheti-shemeshi+ neAijaroni+ neGedheroti+ neSoko+ nemataundi aiva pasi paro neTimna+ nemataundi aiva pasi paro neGimzo nemataundi aiva pasi paro; uye vakagara imomo. 19 Nokuti Jehovha akaninipisa+ Judha nokuda kwaAhazi mambo waIsraeri, nokuti akarega kusazvidzora kuchikura muJudha,+ uye maiva nokusatendeka kukuru kwaiitirwa Jehovha.

20 Tirigati-pirineseri+ mambo weAsiriya akazouya kuzomurwisa, akamutambudza,+ akasamusimbisa. 21 Nokuti Ahazi akatora zvaiva muimba yaJehovha+ neimba yamambo+ nedzemachinda,+ akazvipa mambo weAsiriya sechipo;+ asi hazvina kumubatsira. 22 Zvisinei, panguva yaaimutambudza, iye akatonyanya kuva asina kutendeka kuna Jehovha, ndizvo zvakaitwa naMambo Ahazi.+ 23 Akatanga kubayira kuna vanamwari+ veDhamasiko+ vakanga vachimurwisa, akati: “Nokuti vanamwari vemadzimambo eSiriya vari kuvabatsira,+ ndichabayira kwavari, kuti vandibatsire.”+ Ivo vakaita kuti iye nevaIsraeri vose vaparare.+ 24 Ahazi akaunganidzawo midziyo+ yeimba yaMwari wechokwadi, akatema-tema midziyo yeimba yaMwari wechokwadi+ kuva zvidimbu, akavhara masuo+ eimba yaJehovha, akagadzira atari dzake pamakona ose muJerusarema.+ 25 Akagadzira nzvimbo dzakakwirira+ dzokuti akwidzire vamwe vanamwari utsi hwezvibayiro+ padziri mumaguta ose, kunyange nomumaguta aJudha, zvokuti akagumbura+ Jehovha Mwari wemadzitateguru ake.

26 Mamwe mabasa ake ose+ nenzira dzake dzose, zvokutanga nezvokupedzisira, tarirai zvakanyorwa muBhuku+ reMadzimambo aJudha neaIsraeri. 27 Ahazi akazorara nemadzitateguru ake, vakamuviga muguta, muJerusarema, nokuti havana kumuisa munzvimbo yemakuva emadzimambo aIsraeri.+ Zvino mwanakomana wake Hezekiya akatanga kutonga panzvimbo pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe