2 Makoronike 36:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Akaramba achiita zvakaipa+ pamberi paJehovha Mwari wake. Haana kuzvininipisa+ pamberi pomuprofita+ Jeremiya+ akanga arayirwa naJehovha.
12 Akaramba achiita zvakaipa+ pamberi paJehovha Mwari wake. Haana kuzvininipisa+ pamberi pomuprofita+ Jeremiya+ akanga arayirwa naJehovha.