Eksodho 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Naizvozvo Mosesi naAroni vakapinda maiva naFarao vakati kwaari: “Zvanzi naJehovha Mwari wevaHebheru, ‘Ucharamba kuzviisa pasi pangu kusvikira riniko?+ Rega vanhu vangu vaende kuti vanondishumira. 2 Makoronike 32:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Zvisinei, Hezekiya akazozvininipisa+ pakuzvikudza kwomwoyo wake, iye nevagari vomuJerusarema, uye Jehovha haana kuvatsamwira mumazuva aHezekiya.+ Dhanieri 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Asi imi, mwanakomana wake Bheshazari,+ hamuna kuninipisa mwoyo wenyu,+ kunyange maiziva zvose izvi.+ Jakobho 4:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvininipisei pamberi paJehovha,+ uye iye achakukwidziridzai.+ 1 Petro 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo, zvininipisei pasi poruoko rwaMwari rune simba, kuti iye akukwidziridzei munguva yakakodzera;+
3 Naizvozvo Mosesi naAroni vakapinda maiva naFarao vakati kwaari: “Zvanzi naJehovha Mwari wevaHebheru, ‘Ucharamba kuzviisa pasi pangu kusvikira riniko?+ Rega vanhu vangu vaende kuti vanondishumira.
26 Zvisinei, Hezekiya akazozvininipisa+ pakuzvikudza kwomwoyo wake, iye nevagari vomuJerusarema, uye Jehovha haana kuvatsamwira mumazuva aHezekiya.+
22 “Asi imi, mwanakomana wake Bheshazari,+ hamuna kuninipisa mwoyo wenyu,+ kunyange maiziva zvose izvi.+
6 Naizvozvo, zvininipisei pasi poruoko rwaMwari rune simba, kuti iye akukwidziridzei munguva yakakodzera;+