Pisarema 10:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munhu akaipa haatsvaki Mwari+ nokuda kwokuzvikudza kwake;Zvaanongofunga ndezvokuti: “Mwari haako.”+
4 Munhu akaipa haatsvaki Mwari+ nokuda kwokuzvikudza kwake;Zvaanongofunga ndezvokuti: “Mwari haako.”+