Zvirevo 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Munhu asina zivo anochenjedzwa nokuripiswa kwomuseki;+ uye munhu paanoita kuti munhu akachenjera ave nenjere, iye anowana zivo.+ Zvirevo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:11 Nharireyomurindi,6/1/1988, p. 29
11 Munhu asina zivo anochenjedzwa nokuripiswa kwomuseki;+ uye munhu paanoita kuti munhu akachenjera ave nenjere, iye anowana zivo.+