Muparidzi 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ita zvakanaka pazuva rakanaka,+ uye pazuva redambudziko ona kuti Mwari wechokwadi akaita iri rakafanana neiro,+ kuti vanhu varege kuziva chinhu chero chipi zvacho chichazovatevera.+ Muparidzi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:14 Nharireyomurindi,5/1/1999, p. 29
14 Ita zvakanaka pazuva rakanaka,+ uye pazuva redambudziko ona kuti Mwari wechokwadi akaita iri rakafanana neiro,+ kuti vanhu varege kuziva chinhu chero chipi zvacho chichazovatevera.+