Isaya 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Inzwai,+ haiwa imi matenga, uye teerera, haiwa iwe nyika, nokuti Jehovha akataura kuti: “Ndakarera ndikakudza vanakomana,+ asi ivo vakandimukira.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:2 Uprofita hwaIsaya I, pp. 11-12
2 Inzwai,+ haiwa imi matenga, uye teerera, haiwa iwe nyika, nokuti Jehovha akataura kuti: “Ndakarera ndikakudza vanakomana,+ asi ivo vakandimukira.+