Isaya 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi achatongera vakaderera nokururama,+ uye achatsiura nokururama nokuda kwevanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake;+ uye achauraya munhu akaipa nomudzimu wemiromo yake.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:4 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 33 Uprofita hwaIsaya I, p. 161 Nharireyomurindi,7/1/1992, p. 14
4 Asi achatongera vakaderera nokururama,+ uye achatsiura nokururama nokuda kwevanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake;+ uye achauraya munhu akaipa nomudzimu wemiromo yake.+
11:4 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 33 Uprofita hwaIsaya I, p. 161 Nharireyomurindi,7/1/1992, p. 14