Isaya 26:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti, tarirai! Jehovha ari kuuya achibva kunzvimbo yake kuzoita kuti mugari womunyika azvidavirire kukanganisa kwaari,+ uye nyika ichabudisa pachena ropa rayo rakateurwa+ uye haizofukidzizve vakaurayiwa vayo.”+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 26:21 Uprofita hwaIsaya I, pp. 282-283 Nharireyomurindi,1/15/1988, pp. 18-19
21 Nokuti, tarirai! Jehovha ari kuuya achibva kunzvimbo yake kuzoita kuti mugari womunyika azvidavirire kukanganisa kwaari,+ uye nyika ichabudisa pachena ropa rayo rakateurwa+ uye haizofukidzizve vakaurayiwa vayo.”+