-
Isaya 30:6Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
6 Chirevo pamhuka dzokumaodzanyemba:+ Vanotakura pfuma yavo pamapfudzi embongoro dzanyatsokura, uye zvinhu zvavo panyundwa dzengamera,+ vachipfuura nomunyika yokutambudzika+ nemamiriro ezvinhu akaoma, ine shumba neingwe dzinoomba, ine nyoka nenyoka dzomoto dzinobhururuka.+ Hazvizobatsiri vanhu vacho.
-