Isaya 61:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti ini, Jehovha, ndinoda kururamisira,+ ndinovenga ugororo pamwe chete nokusarurama.+ Ndichapa mubayiro wavo nokutendeka,+ uye ndichaita navo sungano inogara nokusingagumi.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 61:8 Nharireyomurindi,1/15/2007, p. 11 Uprofita hwaIsaya II, p. 332
8 Nokuti ini, Jehovha, ndinoda kururamisira,+ ndinovenga ugororo pamwe chete nokusarurama.+ Ndichapa mubayiro wavo nokutendeka,+ uye ndichaita navo sungano inogara nokusingagumi.+