Isaya 64:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Haiwa Jehovha, musanyanyisa kutsamwa,+ uye musayeuka kukanganisa kwedu nokusingaperi.+ Tapota, zvino tarirai: isu tose tiri vanhu venyu.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 64:9 Uprofita hwaIsaya II, p. 368
9 Haiwa Jehovha, musanyanyisa kutsamwa,+ uye musayeuka kukanganisa kwedu nokusingaperi.+ Tapota, zvino tarirai: isu tose tiri vanhu venyu.+