Dheuteronomi 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+ Pisarema 79:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi isu vanhu venyu nemakwai emafuro enyu,+Tichakuongai nokusingagumi;Tichazivisa kurumbidzwa kwenyu kwezvizvarwa nezvizvarwa.+
6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+
13 Asi isu vanhu venyu nemakwai emafuro enyu,+Tichakuongai nokusingagumi;Tichazivisa kurumbidzwa kwenyu kwezvizvarwa nezvizvarwa.+