Jeremiya 6:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Naizvozvo zvanzi naJehovha: “Tarirai ndiri kuisira vanhu ava zvinhu zvinogumbura,+ uye vachagumburwa nazvo, vanababa nevanakomana pamwe chete; muvakidzani neshamwari yake—vachaparara.”+
21 Naizvozvo zvanzi naJehovha: “Tarirai ndiri kuisira vanhu ava zvinhu zvinogumbura,+ uye vachagumburwa nazvo, vanababa nevanakomana pamwe chete; muvakidzani neshamwari yake—vachaparara.”+