Jeremiya 7:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Zvino iwe, usanyengeterera vanhu ava, uye usachema uchiteterera kana kunyengetera kana kundikumbira nokuda kwavo,+ nokuti ndichange ndisiri kukuteerera.+ Jeremiya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:16 Jeremiya, p. 139 Nharireyomurindi,12/1/2001, pp. 30-31
16 “Zvino iwe, usanyengeterera vanhu ava, uye usachema uchiteterera kana kunyengetera kana kundikumbira nokuda kwavo,+ nokuti ndichange ndisiri kukuteerera.+